Mabasa 1:22 - Shona BIBLE22 kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 kutaŋga pakubapatidza kwaJohane, kuȿikira pazuʋa raakabʋa kwatiri, acikwidzwa, mumŋe waʋo unofanira kuʋa capupu cokumuka kwake pamŋe cete nesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 kutanga pakubhabhatidza kwaJohani, kusvikira pazuva raakabva kwatiri, achikwidzwa, mumwe wavo anofanira kuva chapupu chokumuka kwake pamwechete nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 mumwe wavarume ivava anofanira kuva chapupu chokumuka kwake. Viz kapitola |