Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 1:20 - Shona BIBLE

20 “Nokuti mubhuku raMapisarema makanyorwa, zvichinzi, ‘Musha wake ngauitwe dongo, Kurege kuva nomunhu anogaramo;’ ‘Uye mumwe ngaapinde pautariri hwake.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti mubuku yaMapisarema makanyorwa, ɀicinzi: Musha wake ŋgauitwe ɗoŋgo, Kurege kuʋa nomunhu unogara’mo; ʋuye: Mumŋe ŋgaapinde paʋutariri bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 “Nokuti mubhuku raMapisarema makanyorwa, zvichinzi, ‘Musha wake ngauitwe dongo, Kurege kuva nomunhu anogaramo;’ ‘Uye mumwe ngaapinde pautariri hwake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 nokuti zvakanyorwa mubhuku reNziyo kuti, “Musha wake ngauve dongo usawane anogaramo. Basa rake routariri ngaritorwe nomumwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 nokuti zvakanyorwa mubhuku reNziyo kuti, “Musha wake ngauve dongo usawane anogaramo. Basa rake routariri ngaritorwe nomumwe.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 1:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy