Mabasa 1:18 - Shona BIBLE18 Zvino munhu uyu akatenga munda nomubairo wezvisakarurama, akawira pasi nechiso, akaputika napakati, ura hwake hukabuda hwose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 (Ɀino munhu uyu wakateŋga munda nomuɓairo weɀisakarurama, akawira pasi neciso, akaparuka napakati, ʋura bgake bgukaɓuɗa bgose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino munhu uyu akatenga munda nomubayiro wezvisakarurama, akawira pasi nechiso, akaparuka napakati, ura hwake hukabuda hwose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvino murume uyu akatenga munda nomubayiro wouipi hwake. Akaputsika akasvikorovera pasi nouso. Vamwe vanoti akazvimba ndokubva aputika napakati ura hwose hukavhazhuka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvino murume uyu akatenga munda nomubayiro wouipi hwake. Akaputsika akasvikorovera pasi nouso. Vamwe vanoti akazvimba ndokubva aputika napakati ura hwose hukavhazhuka Viz kapitola |