Mabasa 1:14 - Shona BIBLE14 Ava vose vakatsungirira nomwoyo mumwe pakunyengetera, vana vakadzi, naMaria, mai vaJesu, navanun'una vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Aʋa ʋose ʋakatsuŋgirira nomŋoyo mumŋe pakunyeŋgetera, ʋanaʋakadzi, naMaria, mai ʋaJesu, naʋanuŋuna ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ava vose vakatsungirira nomwoyo mumwe pakunyengetera, vana vakadzi, naMaria, mai vaJesu, navanun'una vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vose ivava vakazvipira pakunamata pamwechete namadzimai naMaria amai vaJesu navakoma navanun'una vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vose ivava vakazvipira pakunamata pamwechete namadzimai naMaria amai vaJesu navakoma navanun'una vake. Viz kapitola |