Mabasa 1:10 - Shona BIBLE10 Zvino vachitarisisa kudenga, iye achikwira, tarira, varume vaviri vamira navo vakafuka nguo chena; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋacitarisisa kuɗeŋga, iye acikwira, tarira, ʋarume ʋaʋiri ʋamira naʋo ʋakafuka ŋguʋo cena; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vachitarisisa kudenga, iye achikwira, tarira, varume vaviri vamira navo vakafuka nguo chena; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vachiri kunan'anidza kudenga, paaienda; havo varume vaviri vakamira pavari vakapfeka magemenzi machena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vachiri kunan'anidza kudenga, paaienda; havo varume vaviri vakamira pavari vakapfeka magemenzi machena. Viz kapitola |