Kuungudza 1:9 - Shona BIBLE9 Tsvina yaro yakanga iri panguo yaro, harina kurangarira kuguma kwaro; naizvozvo rakanyura zvinoshamisa, harina munyaradzi; tarirai, Jehovha, kutambudzika kwangu, nokuti muvengi wazvikudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Tȿina yaro yakaŋga iri paŋguʋo yaro, harina‐kuraŋgarira kuguma kwaro; Naiɀoɀo rakanyura ɀinoshamisa, harinamunyaradzi; Tarirai, Jehova, kutambudzika kwaŋgu, nokuti muʋeŋgi waɀikudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Tsvina yaro yakanga iri panguo yaro, harina kurangarira kuguma kwaro; naizvozvo rakanyura zvinoshamisa, harina munyaradzi; tarirai, Jehovha, kutambudzika kwangu, nokuti muvengi wazvikudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tsvina yaro yava pamijivha yaro asi kuti irangarire mugumo waro, haina. Saizvozvo kuputsika kwaro kunotyisa wokurinyaradza hapana. Ndionereiwo nhamo yangu, imi Tenzi muvengi wangu wakurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tsvina yaro yava pamijivha yaro asi kuti irangarire mugumo waro, haina. Saizvozvo kuputsika kwaro kunotyisa wokurinyaradza hapana. Ndionereiwo nhamo yangu, imi Tenzi muvengi wangu wakurira. Viz kapitola |