Online Bible

- Reklamy -

Kuungudza 1:4 - Shona BIBLE

4 Nzira dzeZioni dzinochema, nokuti hakuna anouya kumutambo, masuwo aro ose akaparadzwa, vapristi varo vanogomera, mhandara dzaro dzinotambudzika, iro romene rinovavirwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nzira dzeZioni dzinocema, nokuti hakuna‐wakaʋuya kumutambo, Masuʋo aro ose akaparadzwa, ʋaprista ʋaro ʋanogomera, Mhandara dzaro dzinotambudzika, iro rimene rinoʋaʋirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nzira dzeZioni dzinochema, nokuti hakuna anouya kumutambo, masuo aro ose akaparadzwa, vapristi varo vanogomera, mhandara dzaro dzinotambudzika, iro romene rinovavirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Nzira dzokuenda kuZioni dzinoungudza nokuti anouya kumazuva makuru akatemwa hapana. Misuo yaro mikuru yachiti haradada kushama. Vapristi varo vari kugomera, vanasikana varo vakakwekweretswa, iro guta pacharo riri kutambura zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Nzira dzokuenda kuZioni dzinoungudza nokuti anouya kumazuva makuru akatemwa hapana. Misuo yaro mikuru yachiti haradada kushama. Vapristi varo vari kugomera, vanasikana varo vakakwekweretswa, iro guta pacharo riri kutambura zvikuru.

Viz kapitola kopírovat

Kuungudza 1:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy