Judasi 1:6 - Shona BIBLE6 Navatumwa, vasina kuchengeta ukuru hwavo, asi vakasiya pavaifanira kugara, wakavachengeta muzvisungo zvisingaperi pasi perima guru kusvikira pakutongwa kwezuva guru; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Naʋatumŋa, ʋasinakuceŋgeta ʋukuru bgaʋo, asi ʋakasiya paʋaifanira kugara, wakaʋaceŋgeta muɀisuŋgo ɀisiŋgaperi pasi perima guru kuȿikira pakutoŋgwa kwezuʋa guru; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Navatumwa, vasina kuchengeta ukuru hwavo, asi vakasiya pavaifanira kugara, wakavachengeta muzvisungo zvisingaperi pasi perima guru kusvikira pakutongwa kwezuva guru; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Uye vatumwa vaya vakasiya chinzvimbo chavo choukuru ukuru vakasiya nzvimbo yavo chaiyo vakasungwa nengetani dzinogara nokusingaperi munzvimbo yerima kusvikira pakutongwa kwezuva guru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Uye vatumwa vaya vakasiya chinzvimbo chavo choukuru ukuru vakasiya nzvimbo yavo chaiyo vakasungwa nengetani dzinogara nokusingaperi munzvimbo yerima kusvikira pakutongwa kwezuva guru. Viz kapitola |