Judasi 1:4 - Shona BIBLE4 Nokuti kuna vamwe varume vakapinda pakavanda, vakagara vaisirwa kare kutongwa uku, vanhu vasingadi Mwari, vanoshandura nyasha dzaMwari wedu vachidziita utere, vachiramba Tenzi uyu mumwechete, Ishe wedu Jesu Kristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti kunaʋamŋe ʋarume ʋakapinda pakaʋanda, ʋakagara ʋaisirwa kare kutoŋgwa uku, ʋanhu ʋasiŋgaɗi Mŋari, ʋanoshandura nyasha dzaMŋari weɗu ʋacidziita ʋutere, ʋaciramba Tenzi uyu mumŋe cete, Ishe weɗu Jesu Kristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti kuna vamwe varume vakapinda pakavanda, vakagara vaisirwa kare kutongwa uku, vanhu vasingadi Mwari, vanoshandura nyasha dzaMwari wedu vachidziita utere, vachiramba Tenzi uyu mumwechete, Ishe wedu Jesu Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pana vamwe vanhu vakapinda pakati penyu zvomuchivande. Vanhu ivavo vakatemerwa kare kare kurangwa kwavo ikoko. Vanhu vasiri vatendi vaMwari vanosandura nyasha dzaMwari wedu kuti vawane maitiro ounzenza vachiramba Changamire naTenzi wedu mumwechete, Jesu Kristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pana vamwe vanhu vakapinda pakati penyu zvomuchivande. Vanhu ivavo vakatemerwa kare kare kurangwa kwavo ikoko. Vanhu vasiri vatendi vaMwari vanosandura nyasha dzaMwari wedu kuti vawane maitiro ounzenza vachiramba Changamire naTenzi wedu mumwechete, Jesu Kristu. Viz kapitola |