Online Bible

- Reklamy -




Judasi 1:11 - Shona BIBLE

11 Vane nhamo, nokuti vakafamba nenzira yaKaini, vakapengera kutsauka kwaBharamu nokuda kwomubairo, vakaparadzwa nokukakavara kwaKora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋanenhamo, nokuti ʋakafamba nenzira yaKaini, ʋakapeŋgera kukutsauka kwaBarami nokuɗa kwomuɓairo, ʋakaparadzwa nokukakaʋara kwaKora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vane nhamo, nokuti vakafamba nenzira yaKaini, vakapengera kutsauka kwaBharami nokuda kwomubayiro, vakaparadzwa nokukakavara kwaKora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hameno zvavo! Vakatevera gwara raKaini vakazvipinza mukukanganisa kwaBhiriamu pamusana pokuda kuzvipfumisa vachizoparadzwa mukupanduka kwaKora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hameno zvavo! Vakatevera gwara raKaini vakazvipinza mukukanganisa kwaBhiriamu pamusana pokuda kuzvipfumisa vachizoparadzwa mukupanduka kwaKora.

Viz kapitola kopírovat




Judasi 1:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy