Judasi 1:10 - Shona BIBLE10 Asi vanhu ava vanotuka zvavasingazivi; napazvinhu izvo, zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingazivi, vanoparadzwa pazviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋanhu aʋa ʋanotuka ɀaʋasiŋgaziʋi; napaɀinhu iɀo, ɀaʋanonzwisisa kubva pakuɓerekwa kwaʋo, semhuka dzisiŋgaziʋi, ʋanoparadzwa paɀiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi vanhu ava vanotuka zvavasingazivi; napazvinhu izvo, zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingazivi, vanoparadzwa pazviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi vanhu ava vanoshora zvose zvavasinganzwisisi uye vanoparadzwa nezvinhu zvavanonzwa mavari sezvinongoita mhuka dzisingafungi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi vanhu ava vanoshora zvose zvavasinganzwisisi uye vanoparadzwa nezvinhu zvavanonzwa mavari sezvinongoita mhuka dzisingafungi. Viz kapitola |