Joshua 9:6 - Shona BIBLE6 Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume VaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaenda kunaJoshua kumisasa paGirgari, ʋakati kwaari nokuʋarume ʋaIsraeri: Tinobva kunyika iri kure; naiɀoɀo itai suŋgano nesu ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakaenda kuna Joshua kumisasa paGirigari, vakati kwaari nokuvarume vaIsiraeri, “Tinobva kunyika iri kure; naizvozvo itai sungano nesu zvino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakaenda kuna Joshuwa pamatendhe kuGirigari, vakataurira iye navaIsiraeri vachiti, “Tabva kunyika iri kure kwazvo. Zvino tinokumbirawo kuti muite chitenderano nesu.” Viz kapitola |