Joshua 9:21 - Shona BIBLE21 Zvino machinda akati kwavari, “Ngavararame havo. Vakava vatemi vehuni navateki vemvura veungano yose, sezvavakaudzwa namachinda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino macinda akati kwaʋari: Ŋgaʋararame haʋo. Ʋakaʋa ʋatemi ʋehuni naʋateki ʋemvura ʋeʋuŋgano yose, seɀaʋakaʋudzwa namacinda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino machinda akati kwavari, “Ngavararame havo. Vakava vatemi vehuni navateki vemvura veungano yose, sezvavakaudzwa namachinda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vatungamiriri vakati kuvanhu, “Varegei vari vapenyu.” Saka vanhu ivava vakava vokutemera gungano huni nokuvatekera mvura sokutaura kwakaita vatungamiriri kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vatungamiriri vakati kuvanhu, “Varegei vari vapenyu.” Saka vanhu ivava vakava vokutemera gungano huni nokuvatekera mvura sokutaura kwakaita vatungamiriri kwavari. Viz kapitola |