Joshua 9:19 - Shona BIBLE19 Asi machinda ose akati kuungano yose, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi macinda ose akati kuʋuŋgano yose: Takapika kwaʋari naJehova, Mŋari waIsraeri, naiɀoɀo ɀino hatigoni kuʋaitira cinhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi machinda ose akati kuungano yose, “Takapika kwavari naJehovha, Mwari waIsiraeri, naizvozvo zvino hatigoni kuvaitira chinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vatungamiriri vose vakaudza gungano rose kuti “Takavapikira naTenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvino hatikwanisi kana kumbovabata-bata zvedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vatungamiriri vose vakaudza gungano rose kuti “Takavapikira naTenzi Mwari wavaIsiraeri. Zvino hatikwanisi kana kumbovabata-bata zvedu. Viz kapitola |