Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:29 - Shona BIBLE

29 Akasungirira mambo weAi pamuti kusvikira madekwana; asi pakuvira kwezuva Joshua akavaraira, vakaturura chitunha chake pamuti, vakachikanda panopindwa napo pasuwo reguta, vakatutira pamusoro pacho murwi mukuru wamabwe; aripo kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akasuŋgirira mambo weAi pamuti kuȿikira maɗekwana; asi pakuʋira kwezuʋa Joshua akaʋaraira, ʋakaturura citunha cake pamuti, ʋakacikanda panopindwa napo pasuʋo reguta, ʋakatutira pamsoro paco murwi mukuru wamabge; ari’po kuȿikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akasungirira mambo weAi pamuti kusvikira madekwana; asi pakuvira kwezuva Joshua akavaraira, vakaturura chitunha chake pamuti, vakachikanda panopindwa napo pasuo reguta, vakatutira pamusoro pacho murwi mukuru wamabwe; aripo kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Akasungirira mambo weAi mumuti kusvikira manheru. Kuzoti zuva rodoka Joshuwa akaudza vanhu zvokuita, vanhu vakaturura chitunha chake mumuti vakachikanda panzira, pasuo guru reguta iroro, ndokubva vatutira murwi mukuru wamatombo pamusoro pacho. Pari nhasi murwi iwoyo uchiripo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Joshua 8:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy