Joshua 8:26 - Shona BIBLE26 nokuti Joshua haana kudzosa ruoko rwake, rwaakanga akatambanudza pfumo, kusvikira aparadza chose vanhu veAi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 nokuti Joshua haana‐kudzosa ruʋoko rwake, rwaakaŋga akatambanudza pfumo, kuȿikira aparadza cose ʋanhu ʋeAi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 nokuti Joshua haana kudzosa ruoko rwake, rwaakanga akatambanudza pfumo, kusvikira aparadza chose vanhu veAi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 nokuti Joshuwa haana kudzosa ruoko rwake ruya rwaiva rwakabata pfumo kusvikira aparadza vagari vose vomuAi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 nokuti Joshuwa haana kudzosa ruoko rwake ruya rwaiva rwakabata pfumo kusvikira aparadza vagari vose vomuAi. Viz kapitola |