Joshua 8:24 - Shona BIBLE24 Zvino VaIsiraeri vakati vapedza kuuraya nomunondo unopinza vanhu vose veAi kusango, kurenje kwavakanga vavateverera, kusvikira vapera, VaIsiraeri vakadzokera Ai, vakariparadza nomunondo unopinza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋaIsraeri ʋakati ʋapedza kuʋuraya nomunondo unopinza ʋanhu ʋose ʋeAi kusaŋgo, kurenje kwaʋakaŋga ʋaʋateʋerera, kuȿikira ʋapera, ʋaIsraeri ʋakadzokera Ai, ʋakariparadza nomunondo unopinza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vaIsiraeri vakati vapedza kuuraya nomunondo unopinza vanhu vose veAi kusango, kurenje kwavakanga vavateverera, kusvikira vapera, vaIsiraeri vakadzokera Ai, vakariparadza nomunondo unopinza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti vaIsiraeri vapedza kuuraya vagari vose vokuAi kugan'a kuya kurenje kwavakanga vachivadzingira, vapedza kuuraya munhu wose zvake nebakatwa, vaIsiraeri vose vakadzokera kuAi vakandouraya vose vaivamo namapakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kuzoti vaIsiraeri vapedza kuuraya vagari vose vokuAi kugan'a kuya kurenje kwavakanga vachivadzingira, vapedza kuuraya munhu wose zvake nebakatwa, vaIsiraeri vose vakadzokera kuAi vakandouraya vose vaivamo namapakatwa. Viz kapitola |