Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:21 - Shona BIBLE

21 Zvino Joshua naVaIsiraeri vose vakati vaona kuti vavandiri vakunda guta, uye kuti utsi hweguta hwokwira kudenga, vakadzokazve kuzouraya varume veAi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ɀino Joshua naʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋaʋona kuti ʋaʋandiri ʋakunda guta, ʋuye kuti ʋutsi bgeguta bgokwira kuɗeŋga, ʋakadzoka ɀe kuzoʋuraya ʋarume ʋeAi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Zvino Joshua navaIsiraeri vose vakati vaona kuti vavandiri vakunda guta, uye kuti utsi hweguta hwokwira kudenga, vakadzokazve kuzouraya varume veAi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vose vaona kuti guta riya rava mumaoko avaya vakanga vakahwandira, uye kuti guta rakanga rangova utsi chete mudenga, vakabva vadzoka kuzouraya varwi veAi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vose vaona kuti guta riya rava mumaoko avaya vakanga vakahwandira, uye kuti guta rakanga rangova utsi chete mudenga, vakabva vadzoka kuzouraya varwi veAi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 8:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy