Joshua 8:19 - Shona BIBLE19 ipapo vavandiri vakakurumidza kusimuka pavakanga vagere, vakamhanya pakarepo pakutambanudza kwake ruoko rwake, vakapinda muguta, vakarikunda; vakakurumidza kupisa guta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ipapo ʋaʋandiri ʋakakurumidza kusimuka paʋakaŋga ʋagere, ʋakamhanya pakarepo pakutambanudza kwake ruʋoko rwake, ʋakapinda muguta, ʋakarikunda; ʋakakurumidza kupisa guta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 ipapo vavandiri vakakurumidza kusimuka pavakanga vagere, vakamhanya pakarepo pakutambanudza kwake ruoko rwake, vakapinda muguta, vakarikunda; vakakurumidza kupisa guta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Joshuwa paakangosimudza ruoko rwake, vaya vakanga vakahwandira, vakabva vasimuka pavakanga vari nokukurumidza. Vakamhanya, vakapinda muguta, rikabva rava mumaoko avo, vakachimbidza kuripisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Joshuwa paakangosimudza ruoko rwake, vaya vakanga vakahwandira, vakabva vasimuka pavakanga vari nokukurumidza. Vakamhanya, vakapinda muguta, rikabva rava mumaoko avo, vakachimbidza kuripisa. Viz kapitola |