Joshua 8:18 - Shona BIBLE18 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tambanudzira pfumo riri muruoko rwako kurutivi rweAi, nokuti ndichariisa muruoko rwako.” Joshua akatambanudzira pfumo rakanga riri muruoko rwake kurutivi rweguta; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Tambanudzira pfumo riri muruʋoko rwako kurutiʋi rweAi, nokuti ndicariisa muruʋoko rwako. Joshua akatambanudzira pfumo rakaŋga riri muruʋoko rwake kurutiʋi rweguta; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tambanudzira pfumo riri muruoko rwako kurutivi rweAi, nokuti ndichariisa muruoko rwako.” Joshua akatambanudzira pfumo rakanga riri muruoko rwake kurutivi rweguta; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Tenzi ndokuti kuna Joshuwa, “Tondeka kuguta reAi nepfumo riri muruoko rwako nokuti ndichaisa guta irori mumaoko ako.” Joshuwa akanongedzera kuguta iroro nepfumo raiva muruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Tenzi ndokuti kuna Joshuwa, “Tondeka kuguta reAi nepfumo riri muruoko rwako nokuti ndichaisa guta irori mumaoko ako.” Joshuwa akanongedzera kuguta iroro nepfumo raiva muruoko rwake. Viz kapitola |