Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:14 - Shona BIBLE

14 Zvino mambo weAi wakati aona izvozvo, vakakurumidza kumuka mangwanani, varume veguta vakabuda kundorwa naIsiraeri, iye navanhu vake vose, panzvimbo yakanga yatarwa, paMupata; asi haana kuziva kuti kwakanga kuna vavandiri necheseri kweguta.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino mambo weAi wakati aʋona iɀoɀo, ʋakakurumidza kumuka maŋgwanani, ʋarume ʋeguta ʋakaɓuɗa kundorwa naIsraeri, iye naʋanhu ʋake ʋose, panɀimbo yakaŋga yatarwa, paMupata; asi haana‐kuziʋa kuti kwakaŋga kunaʋaʋandiri neceseri kweguta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino mambo weAi wakati aona izvozvo, vakakurumidza kumuka mangwanani, varume veguta vakabuda kundorwa naIsiraeri, iye navanhu vake vose, panzvimbo yakanga yatarwa, paMupata; asi haana kuziva kuti kwakanga kuna vavandiri necheseri kweguta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mambo weguta reAi paakaona izvi iye navanhu vake vose vomuguta imomo vakabuda, vakamhanyira kumateru, vakananga kugan'a reArabha, vachida kundorwisana navaIsiraeri ikoko. Asi haana kuziva kuti kuseri kweguta irori kwaiva navakanga vakamuhwandira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Joshua 8:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy