Online Bible

- Reklamy -

Joshua 7:7 - Shona BIBLE

7 Joshua akati, “Haiwa! Ishe Mwari, makayambusireiko vanhu ava paJodhani, kuti mutiise mumaoko aVaAmori, vatiparadze? Dai takatenda hedu kugara mhiri kwaJodhani!

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Joshua akati: Haiwa! Ishe Mŋari, makayambusireiko ʋanhu aʋa paJoridani, kuti mutiise mumaʋoko aʋaAmori, ʋatiparadze? Ƌai takatenda heɗu kugara mhiri kwaJoridani!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Joshua akati, “Haiwa! Ishe Mwari, makayambusireiko vanhu ava paJorodhani, kuti mutiise mumaoko avaAmori, vatiparadze? Dai takatenda hedu kugara mhiri kwaJorodhani!

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndopakazonamata Joshuwa achiti: “O babawe kani! Nhai Tenzi Mwari, makagoyambutsireiko vanhu ava Jorodhani. Kuzotiisa here chokwadi mumaoko avaAmori, kuti vatiparadze zvavo? Inga, dai takangosva tagara zvedu kumhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndopakazonamata Joshuwa achiti: “O babawe kani! Nhai Tenzi Mwari, makagoyambutsireiko vanhu ava Jorodhani. Kuzotiisa here chokwadi mumaoko avaAmori, kuti vatiparadze zvavo? Inga, dai takangosva tagara zvedu kumhiri kwaJorodhani.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 7:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy