Joshua 7:10 - Shona BIBLE10 Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Simuka, wawireiko kudai pachiso chako? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo Jehova akati kunaJoshua: Simuka, wawireiko kuɗai paciso cako? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Simuka, wawireiko kudai pachiso chako? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Simuka apo! Ko ndochii ichocho kuzvambarara kudaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Simuka apo! Ko ndochii ichocho kuzvambarara kudaro. Viz kapitola |