Joshua 6:27 - Shona BIBLE27 Naizvozvo Jehovha akanga ana Joshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Naiɀoɀo Jehova wakaŋga anaJoshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Naizvozvo Jehovha wakanga ana Joshua; mukurumbira wake ukanzwika panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Saka Tenzi akava naJoshuwa, mukurumbira wake ukapararira nenyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Saka Tenzi akava naJoshuwa, mukurumbira wake ukapararira nenyika yose. Viz kapitola |