Online Bible

- Reklamy -

Joshua 6:26 - Shona BIBLE

26 Nenguva iyo Joshua akavapikisa, achiti, “Munhu unozomuka akavaka guta iri reJeriko ngaatukwe; ucharashikirwa nedangwe rake kana achiteya nheyo dzaro, uye ucharashikirwa norugotwe rwake kana achimutsa masuwo aro.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Neŋguʋa iyo Joshua akaʋapikisa, aciti: Munhu unozomuka akaʋaka guta iri reJeriko ŋgaatukwe; ucarashikirwa neɗaŋgwe rake kana aciteya nheyo dzaro, ʋuye ucarashikirwa norugotwe rwake kana acimutsa masuʋo aro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Nenguva iyo Joshua akavapikisa, achiti, “Munhu unozomuka akavaka guta iri reJeriko ngaatukwe; ucharashikirwa nedangwe rake kana achiteya nheyo dzaro, uye ucharashikirwa norugotwe rwake kana achimutsa masuo aro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Panguva iyoyo Joshuwa akayambira vanhu achiti: “Munhu achasimuka zvake ovaka guta iri reJeriko, Tenzi ngaamuone. Kuchera kwake ugaro hwaro, kutange norufu rwomwanakomana wake wedangwe. Kumiswa kwemisuo yaro kupere nokufa, kunyangwe kwomwanakomana wake wegotwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Joshua 6:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy