Joshua 6:22 - Shona BIBLE22 Joshua akati kuvarume vaviri vakanga vandosora nyika, “Pindai muimba yechifeve, mubudise mukadzi nezvose zvaanazvo, sezvamakapika kwaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Joshua akati kuʋarume ʋaʋiri ʋakaŋga ʋandoshora nyika: Pindai muimba yecifeʋe, muɓuɗise mukadzi neɀose ɀaanaɀo, seɀamakapika kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Joshua akati kuvarume vaviri vakanga vandoshora nyika, “Pindai muimba yechifeve, mubudise mukadzi nezvose zvaanazvo, sezvamakapika kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Joshuwa akati kuvarume vaviri vaya vaakatuma kundosora nyika, “Endai mumba mepfambi iya muburitse mukadzi iyeyo navose vokwake, sokutsidza kwamakaita kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Joshuwa akati kuvarume vaviri vaya vaakatuma kundosora nyika, “Endai mumba mepfambi iya muburitse mukadzi iyeyo navose vokwake, sokutsidza kwamakaita kwaari.” Viz kapitola |