Joshua 5:9 - Shona BIBLE9 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako naVaIjipiti.” Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Nhasi ndabvisa kwamuri kuɀidzwa kwamakaɀidzwa nako naʋaEgipita. Naiɀoɀo nɀimbo iyo yakanzi Girgari, kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako navaIjipiti.” Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi. Viz kapitola |