Online Bible

- Reklamy -

Joshua 5:14 - Shona BIBLE

14 Iye akati, “Kwete, asi ndauya ini mukuru wehondo yaJehovha.” Ipapo Joshua akawira pasi nechiso chake, akanamata kwaari, akati kwaari, “Ishe wangu unoreveiko kumuranda wake?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Iye akati: Kwete, asi ndaʋuya ini mukuru wehondo yaJehova. Ipapo Joshua akawira pasi neciso cake, akanamata kwaari, akati kwaari: Ishe waŋgu unoreʋeiko kumuranda wake?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Iye akati, “Kwete, asi ndauya ini mukuru wehondo yaJehovha.” Ipapo Joshua akawira pasi nechiso chake, akanamata kwaari, akati kwaari, “Ishe wangu unoreveiko kumuranda wake?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Iye akati, “Kwete. Asi ndauya somutungamiriri wehondo yaTenzi.” Ipapo Joshuwa akati pasi zvambarara, achimuremekedza achiti, “Changamire, chiiko chamunoda kutaura neni muranda wenyu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Iye akati, “Kwete. Asi ndauya somutungamiriri wehondo yaTenzi.” Ipapo Joshuwa akati pasi zvambarara, achimuremekedza achiti, “Changamire, chiiko chamunoda kutaura neni muranda wenyu?”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 5:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy