Online Bible

- Reklamy -

Joshua 5:13 - Shona BIBLE

13 Zvino Joshua wakati ari Jeriko akasimudza meso ake, akatarira, akaona murume amire pakatarisana naye, akabata munondo wake wakavhomorwa muruoko rwake; Joshua akenda kwaari, akati kwaari, “Uri mumwe wedu here, kana wavavengi vedu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino Joshua wakati ari Jeriko akasimudza meso ake, akatarira, akaʋona murume amire pakatarisana naye, akaɓata munondo wake wakavomorwa muruʋoko rwake; Joshua akaenda kwaari, akati kwaari: Uri mumŋe weɗu here, kana waʋaʋeŋgi ʋeɗu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino Joshua wakati ari Jeriko akasimudza meso ake, akatarira, akaona murume amire pakatarisana naye, akabata munondo wake wakavhomorwa muruoko rwake; Joshua akenda kwaari, akati kwaari, “Uri mumwe wedu here, kana wavavengi vedu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Joshuwa paakanga ava pedyo neJeriko, akatarisa akaona mumwe murume amire mberi kwake muruoko rwake aiine bakatwa rakazvomhorwa muhara. Joshuwa akamuvinga akamuti, “Ko iwe uri wedu here, kana kuti uri mumwe wavavengi vedu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Joshuwa paakanga ava pedyo neJeriko, akatarisa akaona mumwe murume amire mberi kwake muruoko rwake aiine bakatwa rakazvomhorwa muhara. Joshuwa akamuvinga akamuti, “Ko iwe uri wedu here, kana kuti uri mumwe wavavengi vedu?”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 5:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy