Online Bible

- Reklamy -




Joshua 5:12 - Shona BIBLE

12 Mana ikaguma nomusi wakatevera uyo wakadya nawo zvibereko zvenyika iyo; vana VaIsiraeri havana kuzova nemanazve, asi vakadya zvibereko zvenyika yeKenani gore irero.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Mana ikaguma nomusi wakateʋera uyo waʋakadya nawo ɀiɓereko ɀenyika iyo; ʋana ʋaIsraeri haʋana‐kuzoʋa nemana ɀe, asi ʋakadya ɀiɓereko ɀenyika yeKanani gore irero.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Mana ikaguma nomusi wakatevera uyo wakadya nawo zvibereko zvenyika iyo; vana vaIsiraeri havana kuzova nemanazve, asi vakadya zvibereko zvenyika yeKenani gore irero.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Rava ramangwana acho, zvemana zviya zvakabva zvapera, pavakadya mbesa dzenyika iyoyo. VaIsiraeri havana kuzopiwa mana zvakare, asi vakadya zvirimwa zvenyika yeKanani mugore iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Rava ramangwana acho, zvemana zviya zvakabva zvapera, pavakadya mbesa dzenyika iyoyo. VaIsiraeri havana kuzopiwa mana zvakare, asi vakadya zvirimwa zvenyika yeKanani mugore iroro.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 5:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy