Joshua 5:11 - Shona BIBLE11 Nomusi uyo, uri musi wakatevera Pasika, vakadya zvibereko zvenyika iyo, zvingwa zvisina kuviriswa pamwechete nehura dzakakangwa nomusi iwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nomusi uyo, uri musi wakateʋera paseka, ʋakadya ɀiɓereko ɀenyika iyo, ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa pamŋe cete nehura dzakakaŋgwa nomusi iwoyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nomusi uyo, uri musi wakatevera Pasika, vakadya zvibereko zvenyika iyo, zvingwa zvisina kuviriswa pamwechete nehura dzakakangwa nomusi iwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mangwana acho, pasika yapera pazuva rimwechetero vakadya zvirimwa zvenyika iyoyo, chingwa chisina mbiriso nembesanwa dzakakangwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mangwana acho, pasika yapera pazuva rimwechetero vakadya zvirimwa zvenyika iyoyo, chingwa chisina mbiriso nembesanwa dzakakangwa. Viz kapitola |