Online Bible

- Reklamy -




Joshua 5:10 - Shona BIBLE

10 Vana VaIsiraeri vakavaka misasa yavo paGirigari, vakadya Pasika pazuva regumi namana romwedzi madekwana, pamapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋaka misasa yaʋo paGirgari, ʋakadya paseka pazuʋa regumi namanna romŋedzi maɗekwana, pamapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vana vaIsiraeri vakavaka misasa yavo paGirigari, vakadya Pasika pazuva regumi namana romwedzi madekwana, pamapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 VaIsiraeri pavakanga vakadzika matendhe avo kuGirigari, vakadyirapo Pasika pazuva regumi nechina remwedzi iwoyo kumanheru mumapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 VaIsiraeri pavakanga vakadzika matendhe avo kuGirigari, vakadyirapo Pasika pazuva regumi nechina remwedzi iwoyo kumanheru mumapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 5:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy