Online Bible

- Reklamy -

Joshua 3:14 - Shona BIBLE

14 Zvino vanhu vakati vachibva pamatende avo, kuti vayambuke Jodhani, vapristi vaitakura areka vakatungamirira vanhu;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacibva pamatente aʋo, kuti ʋayambuke Joridani, ʋaprista ʋaitakura areka ʋakatuŋgamirira ʋanhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino vanhu vakati vachibva pamatende avo, kuti vayambuke Jorodhani, vapristi vaitakura areka vakatungamirira vanhu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Naizvozvo vanhu pavakasimuka paiva namatendhe avo, vachindoyambuka Jorodhani vakatungamirirwa mberi kwavo navapristi vakanga vakatakura bhokisi rechitenderano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Naizvozvo vanhu pavakasimuka paiva namatendhe avo, vachindoyambuka Jorodhani vakatungamirirwa mberi kwavo navapristi vakanga vakatakura bhokisi rechitenderano.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 3:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy