Online Bible

- Reklamy -




Joshua 3:10 - Shona BIBLE

10 Joshua akati, “Muchaziva nechinhu ichi kuti Mwari mupenyu uri pakati penyu, uye kuti uchadzinga zvirokwazvo pamberi penyu VaKenani, naVaHeti, naVaHivhi, naVaPerezi, naVaGirigashi, naVaAmori, naVaJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Joshua akati: Mucaziʋa necinhu ici kuti Mŋari mupenyu uri pakati penyu, ʋuye kuti ucadziŋga ɀirokwaɀo pamberi penyu ʋaKanani, naʋaHeti, naʋaHivi, naʋaPerezi, naʋaGirgashi, naʋaAmori, naʋaJebusi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Joshua akati, “Muchaziva nechinhu ichi kuti Mwari mupenyu uri pakati penyu, uye kuti uchadzinga zvirokwazvo pamberi penyu vaKenani, navaHeti, navaHivhi, navaPerezi, navaGirigashi, navaAmori, navaJebhusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Joshuwa akati, “Mwari mupenyu, ari pakati penyu uye haambokundikani kukudzingirai vaKanani navaHiti navaHivhi navaPerizi navaGirigashi navaAmori navaJebhusi. Zvamuchazviziva nazvo ndezvizvi zvokuti:

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Joshuwa akati, “Mwari mupenyu, ari pakati penyu uye haambokundikani kukudzingirai vaKanani navaHiti navaHivhi navaPerizi navaGirigashi navaAmori navaJebhusi. Zvamuchazviziva nazvo ndezvizvi zvokuti:

Viz kapitola kopírovat




Joshua 3:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy