Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:7 - Shona BIBLE

7 Zvino nguva yavakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipiti, akauyisa gungwa pamusoro pavo, akavafukidza; meso enyu akaona zvandakaita paIjipiti, mukagara murenje mazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ŋguʋa yaʋakacema kunaJehova, akaisa rima pakati penyu naʋaEgipita, akaʋuyisa guŋgwa pamsoro paʋo, akaʋafukidza; meso enyu akaʋona ɀandakaita paEgipita, mukagara mureŋje mazuʋa mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino nguva yavakachema kuna Jehovha, akaisa rima pakati penyu navaIjipiti, akauyisa gungwa pamusoro pavo, akavafukidza; meso enyu akaona zvandakaita paIjipiti, mukagara murenje mazuva mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakachema kuna Tenzi kuti avabatsire, akabva aisa rima rakati ndo-o pakati penyu navaIjipiti. Akaunza gungwa akavafushira naro. Imi nameso enyu makaona zvandakaita kuIjipiti. Makazogara murenje kwenguva ndefu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakachema kuna Tenzi kuti avabatsire, akabva aisa rima rakati ndo-o pakati penyu navaIjipiti. Akaunza gungwa akavafushira naro. Imi nameso enyu makaona zvandakaita kuIjipiti. Makazogara murenje kwenguva ndefu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy