Joshua 24:6 - Shona BIBLE6 Ndikabudisa madzibaba enyu paIjipiti, mukasvika pagungwa; vaIjipiti vakatevera madzibaba enyu vane ngoro uye navanhu vakatasva mabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndikaɓuɗisa madziɓaɓa enyu paEgipita, mukaȿika paguŋgwa; ʋaEgipita ʋakateʋera madziɓaɓa enyu ʋaneŋgoro ʋuye naʋanhu ʋakataȿa mabiza kuȿikira paGuŋgwa Dɀuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndikabudisa madzibaba enyu paIjipiti, mukasvika pagungwa; vaIjipiti vakatevera madzibaba enyu vane ngoro uye navanhu vakatasva mabhiza kusvikira paGungwa Dzvuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndakaburitsa madzibaba enyu muIjipiti mukasvika kugungwa. VaIjipiti vakaronda madzibaba enyu nengoro dzavo dzehondo dzamabhiza navachairi vadzo kusvikira kugungwa Dzvuku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndakaburitsa madzibaba enyu muIjipiti mukasvika kugungwa. VaIjipiti vakaronda madzibaba enyu nengoro dzavo dzehondo dzamabhiza navachairi vadzo kusvikira kugungwa Dzvuku. Viz kapitola |