Joshua 24:29 - Shona BIBLE29 Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino shure kwaiɀoɀo Joshua mŋanakomana waNuni, muranda waJehova, wakafa, aʋa namakore anezana negumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitola |