Joshua 24:27 - Shona BIBLE27 Joshua akati kuvanhu vose, “Tarirai, ibwe iri richakupupurirai, nokuti rakanzwa mashoko ose atakataura naJehovha; naizvozvo richakupupurirai, kuti murege kuzoramba Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Joshua akati kuʋanhu ʋose: Tarirai, ibge iri ricakupupurirai, nokuti rakanzwa mashoko ose atakataura naJehova; naiɀoɀo ricakupupurirai, kuti murege kuzoramba Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Joshua akati kuvanhu vose, “Tarirai, ibwe iri richakupupurirai, nokuti rakanzwa mashoko ose atakataura naJehovha; naizvozvo richakupupurirai, kuti murege kuzoramba Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Joshuwa akataurira vanhu vose achiti, “Chionai, zidombo iri richava chapupu chokutipisa mhosva nokuti ranzwa zvose zvataurwa naTenzi kwatiri. Naizvozvo richava chapupu chokukupisai mhosva zvimwe mungadaro mukazoita zvokunyengedza Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Joshuwa akataurira vanhu vose achiti, “Chionai, zidombo iri richava chapupu chokutipisa mhosva nokuti ranzwa zvose zvataurwa naTenzi kwatiri. Naizvozvo richava chapupu chokukupisai mhosva zvimwe mungadaro mukazoita zvokunyengedza Mwari wenyu.” Viz kapitola |