Joshua 24:22 - Shona BIBLE22 Joshua akati kuvanhu, “Munozvipupurira kuti makatsaura Jehovha kuti mumushumire. Ivo vakati, ‘Tiri zvapupu hedu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Joshua akati kuʋanhu: Munoɀipupurira kuti makatsaura Jehova kuti mumushumirei. Iʋo ʋakati: Tiri ɀapupu heɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Joshua akati kuvanhu, “Munozvipupurira kuti makatsaura Jehovha kuti mumushumirei. Ivo vakati, ‘Tiri zvapupu hedu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Joshuwa ndokuti kwavari, “Iyemi ndimi matova zvapupu zvokuzvipupurira pachenyu kuti masarudza kuti Tenzi ndiye wamuchanamata.” Vakati, “Hongu ndisu zvapupu zvacho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Joshuwa ndokuti kwavari, “Iyemi ndimi matova zvapupu zvokuzvipupurira pachenyu kuti masarudza kuti Tenzi ndiye wamuchanamata.” Vakati, “Hongu ndisu zvapupu zvacho.” Viz kapitola |