Joshua 24:21 - Shona BIBLE21 Ipapo vanhu vakati kuna Joshua, “Kwete, asi tichashumira Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo ʋanhu ʋakati kunaJoshua: Kwete, asi ticashumira Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo vanhu vakati kuna Joshua, “Kwete, asi tichashumira Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Kwete. Tenzi ndiye watichanamata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Kwete. Tenzi ndiye watichanamata.” Viz kapitola |