Joshua 24:15 - Shona BIBLE15 Kana kuchiti zvakaipa kushumira Jehovha, zvisarudzirei nhasi wamunoda kushumira, kana vamwari vaishumirwa namadzibaba enyu mhiri kweRwizi, kana vamwari vaVaAmori vamugere munyika yavo; asi kana ndirini naveimba yangu tichashumira Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana muciti ɀakaipa kushumira Jehova, ɀitsaurirei nhasi wamunoɗa kushumira, kana ʋamŋari ʋaishumirwa namadziɓaɓa enyu mhiri kwoRwizi, kana ʋamŋari ʋaʋaAmori ʋamugere munyika yaʋo; asi kana ndirini naʋeimba yaŋgu ticashumira Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kana kuchiti zvakaipa kushumira Jehovha, zvitsaurirei nhasi wamunoda kushumira, kana vamwari vaishumirwa namadzibaba enyu mhiri kwoRwizi, kana vamwari vavaAmori vamugere munyika yavo; asi kana ndirini naveimba yangu tichashumira Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kana imi musingadi kunamata Tenzi chisarudzai nhasi uno wamunoda kunamata pana vamwari vainamatwa namadzibaba enyu kumhiri kwerwizi kana vamwari vavaAmori vomunyika ino yamugere. Asi ini nemhuri yangu tichanamata Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kana imi musingadi kunamata Tenzi chisarudzai nhasi uno wamunoda kunamata pana vamwari vainamatwa namadzibaba enyu kumhiri kwerwizi kana vamwari vavaAmori vomunyika ino yamugere. Asi ini nemhuri yangu tichanamata Tenzi.” Viz kapitola |