Joshua 24:13 - Shona BIBLE13 Ndikakupai nyika yamusina kurima, namaguta amusina kuvaka, mamugere zvino; munodya minda yemizambiringa neyemiorivhi yamusina kusima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndikakupai nyika yomusina‐kurima, namaguta amusina‐kuʋaka, mamugere ɀino; munodya minda yemizambiriŋga neyemiorivi yamusina‐kusima. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndikakupai nyika yamusina kurima, namaguta amusina kuvaka, mamugere zvino; munodya minda yemizambiringa neyemiorivhi yamusina kusima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndakakupai minda yamusina kumbounda namaguta amusina kuvaka mamugere, muchidya zvenyu michero yeminda yemigirepisi neyemiorivhi yamusina kumbosima.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndakakupai minda yamusina kumbounda namaguta amusina kuvaka mamugere, muchidya zvenyu michero yeminda yemigirepisi neyemiorivhi yamusina kumbosima.’ Viz kapitola |