Joshua 24:12 - Shona BIBLE12 Ndikatuma pamberi penyu mago, akavadzinga pamberi penyu, iwo madzimambo maviri aVaAmori; havana kudzingwa neminondo yenyu kana nouta hwenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndikatuma pamberi penyu mago, akaʋadziŋga pamberi penyu, iwo madzimambo maʋiri aʋaAmori; haʋana‐kudziŋgwa neminondo yenyu kana noʋuta bgenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndikatuma pamberi penyu mago, akavadzinga pamberi penyu, iwo madzimambo maviri avaAmori; havana kudzingwa neminondo yenyu kana nouta hwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndakafanotumira madzimambo maviri aya avaAmori mweya wokutyai imi samago, vakafanokutizai. Haasi mapakatwa enyu kana miseve yenyu yakaita izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndakafanotumira madzimambo maviri aya avaAmori mweya wokutyai imi samago, vakafanokutizai. Haasi mapakatwa enyu kana miseve yenyu yakaita izvozvi. Viz kapitola |