Joshua 23:3 - Shona BIBLE3 Imi makaona zvose zvakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehovha Mwari wenyu nokuda kwenyu; nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye wakakurwirai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Imi makaʋona ɀose ɀakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehova Mŋari wenyu nokuɗa kwenyu; nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye wakakurwirai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Imi makaona zvose zvakaitirwa ndudzi idzi dzose naJehovha Mwari wenyu nokuda kwenyu; nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye wakakurwirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Imi makaona zvose zvakaitwa naTenzi Mwari wenyu kumarudzi ose aya pamusana penyu nokuti iye Tenzi Mwari wenyu ndiye aikurwirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Imi makaona zvose zvakaitwa naTenzi Mwari wenyu kumarudzi ose aya pamusana penyu nokuti iye Tenzi Mwari wenyu ndiye aikurwirai. Viz kapitola |