Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:15 - Shona BIBLE

15 Zvino sezvamakaitirwa izvo zvinhu zvose zvakanaka, zvakataurwa pamusoro penyu naJehovha Mwari wenyu, saizvozvo Jehovha uchakuitirai zvose zvakaipa, kusvikira akuparadzai panyika yakanaka, yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino seɀamakaitirwa iɀo ɀinhu ɀose ɀakanaka, ɀakataurwa pamsoro penyu naJehova Mŋari wenyu, saiɀoɀo Jehova ucakuitirai ɀose ɀakaipa, kuȿikira akuparadzai panyika yakanaka, yamakapiwa naJehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino sezvamakaitirwa izvo zvinhu zvose zvakanaka, zvakataurwa pamusoro penyu naJehovha Mwari wenyu, saizvozvo Jehovha uchakuitirai zvose zvakaipa, kusvikira akuparadzai panyika yakanaka, yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Sokuzadzikisirwa kwakangoitwa zvinhu zvakanaka zvose zvamakavimbiswa naTenzi, saizvozvowo Tenzi achazongoitawo kuti zvakaipa zvose zvikuwirei kusvikira akutsakatisai munyika ino iyi yakanaka yamakapiwa naiye Tenzi, Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Sokuzadzikisirwa kwakangoitwa zvinhu zvakanaka zvose zvamakavimbiswa naTenzi, saizvozvowo Tenzi achazongoitawo kuti zvakaipa zvose zvikuwirei kusvikira akutsakatisai munyika ino iyi yakanaka yamakapiwa naiye Tenzi, Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy