Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:12 - Shona BIBLE

12 Nokuti kana mukatongodzokera, mukanamatira vakasara vendudzi idzi, idzo dzakasara pakati penyu, mukawanana navo, mukapinda kwavari, naivo vakapinda kwamuri;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti kana mukatoŋgodzokera, mukanamatira ʋakasara ʋendudzi idzi, idzo dzakasara pakati penyu, mukawanana naʋo, mukapinda kwaʋari, naiʋo ʋakapinda kwamuri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti kana mukatongodzokera, mukanamatira vakasara vendudzi idzi, idzo dzakasara pakati penyu, mukawanana navo, mukapinda kwavari, naivo vakapinda kwamuri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Asi mukapinduka mowirirana namarudzi aya akasara mukati menyu moroorerana navo vakadzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Asi mukapinduka mowirirana namarudzi aya akasara mukati menyu moroorerana navo vakadzi,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy