Joshua 22:8 - Shona BIBLE8 Akataura navo, akati, “Dzokerai kumatende enyu mune pfuma zhinji nemombe zhinji kwazvo, nesirivha, nendarama nendarira, namatare, nenguo zhinji, mugovane nehama dzenyu zvamakapamba kuvavengi venyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akataura naʋo, akati: Dzokerai kumatente enyu munefuma zhinji neŋombe zhinji kwaɀo, nesirveri, nendarama, nendarira, namatare, neŋguʋo zhinji, mugoʋane nehama dzenyu ɀamakapamba kuʋaʋeŋgi ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Akataura navo, akati, “Dzokerai kumatende enyu mune pfuma zhinji nemombe zhinji kwazvo, nesirivha, nendarama nendarira, namatare, nenguo zhinji, mugovane nehama dzenyu zvamakapamba kuvavengi venyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 achiti kwavari, “Chidzokerai zvenyu kumisha yenyu muine upfumi hwenyu hwakawanda kwazvo, hwamatanga namatanga ezvipfuwo nesirivha nendarira nesimbi, namatutu matutu ehanzu, musvikogoverana nehama dzenyu zvamakapamba kuvavengi venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 achiti kwavari, “Chidzokerai zvenyu kumisha yenyu muine upfumi hwenyu hwakawanda kwazvo, hwamatanga namatanga ezvipfuwo nesirivha nendarira nesimbi, namatutu matutu ehanzu, musvikogoverana nehama dzenyu zvamakapamba kuvavengi venyu. Viz kapitola |