Online Bible

- Reklamy -




Joshua 22:33 - Shona BIBLE

33 Zvino shoko iro rakafadza vana VaIsiraeri, vana VaIsiraeri vakakudza Mwari; havana kuzotaura kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika makanga mugere vana vaRubheni navana vaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino shoko iro rakafadza ʋana ʋaIsraeri, ʋana ʋaIsraeri ʋakakudza Mŋari; haʋana‐kuzotaura kuti ʋacandorwa naʋo, kuti ʋaparadze nyika makaŋga mugere ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino shoko iro rakafadza vana vaIsiraeri, vana vaIsiraeri vakakudza Mwari; havana kuzotaura kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika makanga mugere vana vaRubheni navana vaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Shoko iroro rakafadza vaIsiraeri. VaIsiraeri vakarumbidza Tenzi uye havana kana kuzotaura nezvokuvarwisa muhondo kuti vaparadze nyika yaigara vokwaRubheni nevokwaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Shoko iroro rakafadza vaIsiraeri. VaIsiraeri vakarumbidza Tenzi uye havana kana kuzotaura nezvokuvarwisa muhondo kuti vaparadze nyika yaigara vokwaRubheni nevokwaGadhi.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 22:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy