Joshua 22:32 - Shona BIBLE32 Ipapo Finihasi, mwanakomana waEriazari mupristi, namachinda vakabva kuvana vaRubheni navana vaGadhi, panyika yeGiriadhi, vakadzokera kunyika yeKenani, kuvana VaIsiraeri, vakavadzosera shoko iro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ipapo Pinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, namacinda ʋakabva kuʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi, panyika yeGireadi, ʋakadzokera kunyika yeKanani, kuʋana ʋaIsraeri, ʋakaʋadzosera shoko iro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Ipapo Pinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, namachinda vakabva kuvana vaRubheni navana vaGadhi, panyika yeGireadhi, vakadzokera kunyika yeKenani, kuvana vaIsiraeri, vakavadzosera shoko iro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari navatungamiriri vaya vakadzokera zvavo kunyika yeKanani neshoko kuvaIsiraeri vachibva kunyika yeGereadhi kune vokwaRubheni nevokwaGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari navatungamiriri vaya vakadzokera zvavo kunyika yeKanani neshoko kuvaIsiraeri vachibva kunyika yeGereadhi kune vokwaRubheni nevokwaGadhi. Viz kapitola |