Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:28 - Shona BIBLE

28 Naizvozvo takati, ‘Kana vachizodaro kwatiri kana kuvana vedu panguva inouya,’ isu tichati, ‘Tarirai muone mufananidzo weatari yaJehovha, yakaitwa namadzibaba edu, isati iri yezvipiriso zvinopiswa, kana yokubayirapo; asi chapupu pakati pedu nemi.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Naiɀoɀo takati: Kana ʋacizoɗaro kwatiri kana kuʋana ʋeɗu paŋguʋa inoʋuya, isu ticati: Tarirai muʋone mufananidzo weartari yaJehova, yakaitwa namadziɓaɓa eɗu, isati iri yeɀipiriso ɀinopiswa, kana yokuɓayira’po; asi capupu pakati peɗu nemi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Naizvozvo takati, ‘Kana vachizodaro kwatiri kana kuvana vedu panguva inouya,’ isu tichati, ‘Tarirai muone mufananidzo weatari yaJehovha, yakaitwa namadzibaba edu, isati iri yezvipiriso zvinopiswa, kana yokubayirapo; asi chapupu pakati pedu nemi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Takati kana vakawana zvavanozotaura kwatiri, isu tichazoti, ‘Onaika atari iyo yakaita seyaTenzi yakavakwa namadzibaba edu isiri yemipiro yokuwadzana kana yechibayiro asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Takati kana vakawana zvavanozotaura kwatiri, isu tichazoti, ‘Onaika atari iyo yakaita seyaTenzi yakavakwa namadzibaba edu isiri yemipiro yokuwadzana kana yechibayiro asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi.’

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy